Duramazwi · zita
mazvikokota
paleontologist
Duramazwi · zita
paleontologist
Uyu munhu anozivisisa basa rake.
Uyu munhu anozivisisa basa rake.
Misambo Verenga ndima inotevera "Nhai Mazvikokota mwana wehandzvadzi yangu, watotisiya chokwadi?
Nhai Mazvikokota, zvino zvawaivavarira kuenda kusvondo uchiti nokuti wakadzidza hauchapindi svondo ko nhasi unonoti kudii kuna Mwari?
nyanzvi · chikwapuro · mbirimi
Duramazwi
01 / 03Mazvimbakupa
Ichi chidao chevanhu vanoera Tembo chakabva pakuti vainzi havanyimi asi kuti vane chido chekungopa vanhu zvinhu.
VerengaSwipe for the next word