Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbirimi munhu anoshanda zvikuru uye achiziva basa racho.
1
Mbirimi munhu anoshanda zvikuru uye achiziva basa racho.
Sekuru vangu imbirimi pakuveza mipinyi.
Mbirimi munhu anoshanda zvikuru uye achiziva basa racho.
Zvakafanana
mazvikokota · nyanzvi · bacha
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbirira
Mbirira kupisa kwakanyanyisa kunoita pane mazhenje makuru emoto.
VerengaSwipe for the next word