KwaunobvaDuramazwiMMazvimbakupa

Duramazwi · zita

Mazvimbakupa

Zvinoreva

Ichi chidao chevanhu vanoera Tembo chakabva pakuti vainzi havanyimi asi kuti vane chido chekungopa vanhu zvinhu.

1

Ichi chidao chevanhu vanoera Tembo chakabva pakuti vainzi havanyimi asi kuti vane chido chekungopa vanhu zvinhu.

Manjuma izita rinodeedzwa naro vakadzi vanoera Mbizi yekwaMazvimbakupa vachidada nekushaya nyanga kwembizi.

Tembo Mbizi chidao chevaera Mbizi yekwaMazvimbakupa.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mazvimbiswa

Kana munhu achinzi ane mazvimbiswa anenge achikasira kana kunyanya kufutunuka panzvimbo yaanenge akuvara.

Verenga

Swipe for the next word