Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi mazvigona anenge achigarozviona sokunge ndiye anokurira vamwe vose pakuita zvinhu zvakasiyana siyana.
1

Mati isu tanga tichapiwa mukana wokuita chero chinhu here iye mazvigona zvaauya kudai.
Kana munhu achinzi mazvigona anenge achigarozviona sokunge ndiye anokurira vamwe vose pakuita zvinhu zvakasiyana siyana.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mazviisa
Mazviisa munhu asingadi kusiiwa pazviitiko zvose chero paasingafaniri kuva.
VerengaSwipe for the next word