Duramazwi
zvamazvirokwazvo
zvamazvokwadi
Duramazwi
Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achida kutsinhira kuti zvaari kutaura hazvisi zvamanyepo.
Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achida kutsinhira kuti zvaari kutaura hazvisi zvamanyepo.
Ikozvino chindipai henyu mari yacho.
Zvamazvorokwazvo ndava kundosvika kuchitoro.
Iri izwi rinoshandiswa nomunhu kutaridza kuti ari kutaura zvamazvirokwazvo.
zvamazvokwadi
Duramazwi
01 / 03zvambaradza
Kana munhu akazvambaradza imbwa anenge airova zvakasimba.
VerengaSwipe for the next word