KwaunobvaDuramazwiZzvambu

Duramazwi

zvambu

Zvinoreva

Kuti zvambu kudonha nokukasika pamusana pekutsvedza, kutadza kutsika kana kudonhedzwa nechimwe chinhu.

1

Kuti zvambu kurova munhu kana chimwe chinhu zvakasimba.

2

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvambuka

Kana munhu akazvambuka anenge awira pasi achibva panzvimbo yakakwirira.

Verenga

Swipe for the next word