KwaunobvaDuramazwiZzvambuka

Duramazwi

zvambuka

Zvinoreva

Kana munhu akazvambuka anenge awira pasi achibva panzvimbo yakakwirira.

1

Kana munhu akazvambuka pabvunzo anenge aikonewa zvakanyanya.

2

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvambura

Kana ukazvambura munhu kana chinhu unenge wachirova zvakasimba uchishandisa zijamhu zihombe.

Verenga

Swipe for the next word