Duramazwi
zvanhasi
zvanyamashi
Duramazwi
Zvanhasi maitiro kana zvese zvinenge zviri kuitika pamuzuva iwayo.
Zvanhasi maitiro kana zvese zvinenge zviri kuitika pamuzuva iwayo.
Zvanhasi zvakaoma zvekuti mukuwasha anoti, *"hesi"* kuna ambuya.
Zvanhasi ndirikuda kuedza kukununura mumatope mawakuzvinyudza umu.
Zvanhasi ngatimboitai njake-njake kusvikira wandobvisa zvimiti kuna bambo vangu.
zvanyamashi
Duramazwi
01 / 03zvaonekwa
Kuti zvaonekwa kutenda zvakanaka zvinenge zvaitwa nomumwe munhu pachibvumwa kuti zvakanaka zvaitwa izvi zviri mumaziso evaitirwa.
VerengaSwipe for the next word