Duramazwi · zita
Zvinoreva
Aya maitiro nematauriro matsva anenge achangopinda mukugara kwevanhu.
1
Aya maitiro nematauriro matsva anenge achangopinda mukugara kwevanhu.
Vanoti ndicho chizvinozvino nyamba kwete kutyora tsika dzedu dzaVaShona.
Ichi chinhu chaichoicho chisiri chekunyepera. Tinoda vashamarari vanotaura ChiShona chemandorokwati, kwete masanganiswa kana chizvinozvino.
Nerimwevo divi nharembozha muchina wechizvinozvino wokutumira nokugamuchira mashoko nawo.
2
Iyi inguva inobvira kupinda kwakaita varungu munyika yevaShona kusvika nhasi.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chizvizvi
Chizvizvi chikafu chinenge chiri muguru remombe yavhiyiwa. Mombe yatavhiya yanga ine chizvizvi chine majecha mukati.
VerengaSwipe for the next word