Duramazwi
Zvinoreva
Kuti zvaonekwa kutenda zvakanaka zvinenge zvaitwa nomumwe munhu pachibvumwa kuti zvakanaka zvaitwa izvi zviri mumaziso evaitirwa.
1

Kuhataira kuva neshungu dzekuda kuita chimwe chinhu zvichibva zvaonekwa pauso hwako.
Ukukuva nokumeso kwakasuwa, kuchiratidza kuda kuchema, zvichibva zvaonekwa pauso hwemunhu.
Kuti zvaonekwa kutenda zvakanaka zvinenge zvaitwa nomumwe munhu pachibvumwa kuti zvakanaka zvaitwa izvi zviri mumaziso evaitirwa.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zvapupu
witnesses
VerengaSwipe for the next word