KwaunobvaDuramazwiZzvara mhaka

Duramazwi

zvara mhaka

Zvinoreva

Kuzvara mhaka kudenha zvinhu zvichazokupinza mumatambudziko mune remangwana.

1

Kuzvara mhaka kudenha zvinhu zvichazokupinza mumatambudziko mune remangwana.

Ndakaona kuti ndikamura ndaizomukuvadza ndikazvara mhaka.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvarara

Kana kunze kwati zvarara kunenge kuchangosviba, vanhu vasisanyatsoona zviri panze zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word