KwaunobvaDuramazwiZzvarira

Duramazwi

zvarira

Zvinoreva

Kuzvarira ndeimwe yetsika yokuroorerana yaritwa navaShona yokuti mubereki aipa mwana wake kumurume aizokwanisa kumubatsira nezvaainge asinawo paupenyu.

1

Kuzvarira ndeimwe yetsika yokuroorerana yaritwa navaShona yokuti mubereki aipa mwana wake kumurume aizokwanisa kumubatsira nezvaainge asinawo paupenyu.

Vakazvarira mwanasikana wavo mugore renzara ndokubva vapiwa mabarwe okuti vararame nawo.

Mbudzi kuzvarira pavanhu kuda kutandirwa imbwa.

Mbudzi yazvarira pavanhu yati nditandirwe’mbwa.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word