Duramazwi
zvarara
zva-a
Duramazwi
Kana kunze kwati zvarara kunenge kuchangosviba, vanhu vasisanyatsoona zviri panze zvakanaka.
Kana kunze kwati zvarara kunenge kuchangosviba, vanhu vasisanyatsoona zviri panze zvakanaka.
Kana kunze kwati zvarara kunenge kuchangosviba, vanhu vasisanyatsoona zviri panze zvakanaka.
Kuti dzvarara kuwanda kwezvinhu pazvimbo imwe chete, kazhinji zvakangorasirwa kana kukandwa pasi.
Kana vanhu vakati dzvarara panzvimbo vanenge varipo vakawanda.
zva-a
Duramazwi
01 / 03zvarira
Kuzvarira ndeimwe yetsika yokuroorerana yaritwa navaShona yokuti mubereki aipa mwana wake kumurume aizokwanisa kumubatsira nezvaainge asinawo paupenyu.
VerengaSwipe for the next word