Duramazwi
Zvinoreva
Kutibura huruva kuisimudza yakawanda, sezvingaitwa nebhazi richipfuura.
1

Dutu imhepo ine simba guru, inotibura ivhu zhinji nokukwatura matenga edzimba.
Kana munhu achitibura munhu anenge amusvosva kuitira kuti vakakavadzane.
Kutibura huruva kuisimudza yakawanda, sezvingaitwa nebhazi richipfuura.
2
Kana munhu achitibura munhu anenge amusvosva kuitira kuti vakakavadzane.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tibvinga
Kutibvinga kumona sadza, kuti rinyatsobatana.
VerengaSwipe for the next word