Duramazwi
-kusvuma-zhandamuka
Zvinoreva
Kana huruva ichitibuka inenge ichibva pasi ichisimuka kuenda mudenga yakawanda chaizvo.
1
Kana huruva ichitibuka inenge ichibva pasi ichisimuka kuenda mudenga yakawanda chaizvo.
Aive andibatsira chokwadi Lennon nemvura yake nekuti chaitokonzera kuti mwoyo wangu unyanye kutibuka kunhuwa kwaiita ropa mumukanwa.
Kana huruva ichitibuka inenge ichibva pasi ichisimuka kuenda mudenga yakawanda chaizvo.
Kufufudza kufuridza kunoita mhepo zvichikonzera kutibuka kwehuruva.
Zvakafanana
-kusvuma · -zhandamuka
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tibura
Kutibura huruva kuisimudza yakawanda, sezvingaitwa nebhazi richipfuura.
VerengaSwipe for the next word