KwaunobvaDuramazwiTtibvinya

Duramazwi

tibvinya

Zvinoreva

Kana uchitibvinya unenge uchibata-bata muchero, uchida kunzwa kana waibva.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tibvu

Kuti tibvu kukava chinhu chakapfava, sebhora risana mweya wakakwana.

Verenga

Swipe for the next word