KwaunobvaDuramazwiTtibvura

Duramazwi

tibvura

Zvinoreva

Kana uchitibvura bhora unenge uchirikava risina mweya wakakwana.

Kutibvura kurova kunoita hana yemunhu anenge avhunduka chimwe chinhu.

1

2

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tibwinya

Kutibwinya kupfurafura kunoita nhengo yemuviri inorwadza.

Verenga

Swipe for the next word