Duramazwi
pesva
incite · flatter
Duramazwi
incite · flatter
Kuti pesva kunyura kunoita chinhu chakatesvera chichipinda panhu pakanyorovera.
Kupesva kuita zvinhu zvinopedzisira zvaita kuti vanhu varovane kana kusawirirana, ivo vanga vachimbowirirana sehama kana shamwari.
Kupesva kubvisa marara kana hundi muzviyo kana nzungu uchishandisa rusero.

Kana munhu achipesva vamwe anenge achivafurira kuita zvinhu zvinozovanetsa mangwana.
Kupesva kubata nokupuruzvira ndebvu refu uchiita sounodzikweva zvishoma.

-pesvaidza · -furira · -shukudzira · -kuchidzira · -runva · pembedza · kurudzira · kuchidzira
Duramazwi
01 / 03pesvedzero
influence
VerengaSwipe for the next word