KwaunobvaDuramazwiBbvumbura

Duramazwi

bvumbura

Zvinoreva

Kana munhu achibvumbura nzungu kana chibage anenge achizvipepeta murusero kuti tsvina kana zvimwewo zvibve.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvumburu

Kuti bvumburu kubidirika muvhu sezvinoitwa nemadhongi.

Verenga

Swipe for the next word