KwaunobvaDuramazwiPpeya

Zvinoreva

Peya muchero wakada kuita seepuru une ruvara rwegirini kunze, mukati muri muchena, wakatifarei kuzasi asi pamusoro pakaita kunge kutesvera.

Kuti peya kukombama kwechinhu chakaita sesimbi kana rumuti.

Kupeya kubhadhara mari kana watenga chinhu kana kuti uchibvisa chikwereti.

1

Kana chinhu chakati peya chinenge chakarerekera kurimwe divi. Ndakamuona akati peya nemadziro.

Kuti peya peya kufamba munhu achitaridza kuti makumbo ake haana simba, kazhinji nokuda kokurwara kana nekuremerwa.

2

3

4

5

Kupepeta.

Zvakafanana

tsvenda

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

peyama

Kana chinhu chakapeyama chinenge chakarereka kurutivi rumwe.

Verenga

Swipe for the next word