KwaunobvaDuramazwiFfonyora

Duramazwi

fonyora

-fonyodza

Zvinoreva

Kufonyora kukombamisa chinhu chakaita sesimbi.

1

Kufonyora kukombamisa chinhu chakaita sesimbi.

Kufoja kupfura simbi uchiifonyora kuti pabude mudziyo waunenge uri kuda kugadzira.

Kutyora muzura kufonyora mabvi kunoita vanhukadzi kana vachiratidza rukudzo.

Kana munhu akakaranjanjika anenge akarara negotsi, akafonyora mabvi.

Zvakafanana

-fonyodza

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

foonora

Kana munhu akafoonora zvinhu zvange zvakavanzika anenge azvitaura pane vanhu kuti vazvizive.

Verenga

Swipe for the next word