KwaunobvaDuramazwiFfonyo

Duramazwi

fonyo

Zvinoreva

Kuti fonyo kukombama kana kufovera kwechinhu.

1

Kuti fonyo kukombama kana kufovera kwechinhu.

Demo rake rakati fonyo aritemera pamuti.

Kana hanzu yati fonyo inenge yaputana, isisina kuswatanuka.

2

Kana hanzu yati fonyo inenge yaputana, isisina kuswatanuka.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fonyodza

Kana ukafonyodza simbi unenge waikombamisa.

Verenga

Swipe for the next word