KwaunobvaDuramazwiFfonyoka

Duramazwi

fonyoka

-gon'a-pfondoka-nyondoka

Zvinoreva

Kana simbi yakafo-nyoka inenge yakakombama.

1

Kana simbi yakafo-nyoka inenge yakakombama.

Iri idanda rinenge risina kutasamuka, rinenge rakafonyoka-fonyoka.

Kana rumuti ruchinzi rwakatsvidigika runenge rwakafonyoka-fonyoka.

Mota yemasoja yakadhuma kamwe kamota kadiki kakasara kafonyoka.

Zvakafanana

-gon'a · -pfondoka · -nyondoka

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fonyora

Kufonyora kukombamisa chinhu chakaita sesimbi.

Verenga

Swipe for the next word