Duramazwi
-bovera-svaka
Zvinoreva
Kuunyana kwemativi echinhu achipinda mukati.
1
Kuunyana kwemativi echinhu achipinda mukati.
Kufondonora kurova chinhu uchichiswatanudza pachanga chakakombama kana kufovera.
Kana miromo yakafovera inenge yakapinda mukati, sezvinoita yomunhu asisina mazino.
Kana uchifutura mudziyo wanga wafovera unenge uchiugadziridza kuti uswatuke.
2
Kufovera kuwira mukati kunoita mativi echinhu. Handidi kushandisa poto iyi nokuti yakatemwa apa pakafovera.
3
Kana miromo yakafovera inenge yakapinda mukati, sezvinoita yomunhu asisina mazino.
4
Kufovera kuisa chidimbu chezvokudya chese mumukanwa panguva imwe.
Zvakafanana
-bovera · -svaka
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fovhoro
Kana ukashandira kana kufambira fovhoro unenge wapedza simba rako pasina chaunowana.
VerengaSwipe for the next word