KwaunobvaDuramazwiFfufudza

Duramazwi

fufudza

Zvinoreva

Kufembedza hwema kana munhuwi.

Kufufudza kubereka vana vakawanda. Kana kuchinaya zvakanaka miti mizhinji inofufudza michero.

1

Kufembedza hwema kana munhuwi.

Kufufudza kuvhunduka kunoita mombe kana dzafema mazvizvi eimwe yadzo inenge yaurawa.

Kufufudza kufuridza kunoita mhepo zvichikonzera kutibuka kwehuruva.

2

Kufufudza kufembedza kunoita imbwa kana ichitsvaka hwema hwemhuka.

3

Kufufudza kuvhunduka kunoita mombe kana dzafema mazvizvi eimwe yadzo inenge yaurawa.

4

Kufufudza kufuridza kunoita mhepo zvichikonzera kutibuka kwehuruva.

Ini handifariri kupfeka hembe dzakanyanya kufara, nokuti dzinofamba dzichifufudzwa nemhepo.

5

Kufufudza kubereka vana vakawanda. Kana kuchinaya zvakanaka miti mizhinji inofufudza michero.

Kufufudza kuvhunduka kunoita mombe kana dzafema mazvizvi eimwe yadzo inenge yaurawa.

Kufufudza kufuridza kunoita mhepo zvichikonzera kutibuka kwehuruva.

Kufufudza kubereka vana vakawanda. Kana kuchinaya zvakanaka miti mizhinji inofufudza michero.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fufudzika

Kufufudzika kufema kuno ruzha, zvichiita sokunge gurokuro rakavharwa.

Verenga

Swipe for the next word