KwaunobvaDuramazwiFfufudzika

Duramazwi

fufudzika

-funzika

Zvinoreva

Kufufudzika kufema kuno ruzha, zvichiita sokunge gurokuro rakavharwa.

1

Kufufudzika kufema kuno ruzha, zvichiita sokunge gurokuro rakavharwa.

Kufufudzika kufema kuno ruzha, zvichiita sokunge gurokuro rakavharwa.

2

Kufufudzika kubva pamuviri.

Mukadzi wake wanga azvitakura akafufudzika. Pamuviri pake pakafufudzika vachabva kungochata.

Zvakafanana

-funzika

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fufudzira

Kana munhu achifufudzira anenge achitsvaga chinhu chinonetsa kuwana.

Verenga

Swipe for the next word