Duramazwi
Zvinoreva
Kufukudzika kubva pamuviri kwemunhu ambenge akazvitakura kwenguva refu.
1

Kana ivhu rakafukudzika rinenge rakareruka, risisina kumandana kuita mavhinga.

Kana mukadzi apfukudzika anenge asununguka mwana atofa ari mudumbu, kana kuti mwana wacho anofa achangozvarwa.
2
Kana ivhu rakafukudzika rinenge rakareruka, risisina kumandana kuita mavhinga.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fukufuku
Kana huku ichiti fukufuku mubukuta inenge ichiumburuka ichiita seiri kutogeza naro.
VerengaSwipe for the next word