Duramazwi
fukudza
-fukudzira
Duramazwi
Kufugudura.
Kufugudura.
Kupfukudza kupfavisa chinhu mushure mokuchitsika kana kuchidzana kwenguva refu.
Kufukudza kumwaya mufudze kana murakani mumunda kana kuti mugadheni.
Kufukudza kumwaya mufudze kana murakani mumunda kana kuti mugadheni.
-fukudzira
Duramazwi
01 / 03fukudzika
Kufukudzika kubva pamuviri kwemunhu ambenge akazvitakura kwenguva refu.
VerengaSwipe for the next word