Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chiro chinoshandiswa pakufuka.
Fuko ijira kana chipfeko chinoputiriswa mufi.
1

Fuko igumbeze rinopuwa mbuyawasha paroora.
2

3

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fuku
Fuku rudzi rwetsoro inotambwa nevanhu vachishandisa tutombo mumakomba ari mumutsetse.
VerengaSwipe for the next word