Duramazwi · zita
Zvinoreva
Fukiro ijira, uswa, mashizha kana chimwewo chinhu chinenge chashandiswa kufukidza kana kuti kuvharira chinhu mukati.
1

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fuko
Chiro chinoshandiswa pakufuka.
VerengaSwipe for the next word