KwaunobvaDuramazwiFfukira

Duramazwi

fukira

Zvinoreva

Kufukira goronga kurivhara nokuisa uswa pamusoro paro.

1

Kufukira goronga kurivhara nokuisa uswa pamusoro paro.

Fere rudzi rwenhanga rakaita jena, rinomwepfukira, rinonaka chaizvo.

Kufukira hari kuisa mashizha pamusoro pemvura inenge iri mukati kuti isateuka uchifamba wakaitakura.

Kufukira musoro kuuvhara negumbezi paunenge uchinatira.

2

Kufukira hari kuisa mashizha pamusoro pemvura inenge iri mukati kuti isateuka uchifamba wakaitakura.

3

Kufukira musoro kuuvhara negumbezi paunenge uchinatira.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fukiridza

Kana munhu achifukiridza chinhu anenge achichivanza zvakanyanya kuti chirege kuonekwa nevanhu.

Verenga

Swipe for the next word