KwaunobvaDuramazwiFfukidzira

Duramazwi

fukidzira

Zvinoreva

Kufukidzira kuvharidzira zvimwe zvinhu kuti zvisaonekwa. Baba vakarova mwanasikana wavo hembe ikabvaruka zvokusara munhu angozvifukidzira namaoko.

1

Kufukidzira kuvharidzira zvimwe zvinhu kuti zvisaonekwa. Baba vakarova mwanasikana wavo hembe ikabvaruka zvokusara munhu angozvifukidzira namaoko.

Kana uchitsitsitira chinhu unenge wakachifukidzira nezvinhu zvakawanda pamusoro.

Kana huku yakati vhuvata inenge yakararira mazai ichiedza kuafukidzira ese.

Kana dandemutande rikatandira chimwe chinhu rinenge ragadzira mambure aro richichifukidzira.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fukidzo

Fukidzo ijira kana kuti gumbezi rinopuwa munhu paanenge asvikirwa nomudzimu.

Verenga

Swipe for the next word