Duramazwi
fukidza
shelter
-fuka
Duramazwi
shelter
Kufukidza kuputira kana kuvhara chinhu nejira kana nechimwewo chinhu.
Kufukidza kuputira kana kuvhara chinhu nejira kana nechimwewo chinhu.
Kana nhondo dzichiri diki dzinoda kufukidzwa nouswa.
Kufukidza munhu kumupfekedza hanzu kana jira pamuviri.
Fukidza mwana uyo jira, ari kutonhorwa.
-fuka
Duramazwi
01 / 03fukidzira
Kufukidzira kuvharidzira zvimwe zvinhu kuti zvisaonekwa. Baba vakarova mwanasikana wavo hembe ikabvaruka zvokusara munhu angozvifukidzira namaoko.
VerengaSwipe for the next word