KwaunobvaDuramazwiFfukidzo

Duramazwi · zita

fukidzo

Zvinoreva

Fukidzo ijira kana kuti gumbezi rinopuwa munhu paanenge asvikirwa nomudzimu.

1

Fukidzo ijira kana kuti gumbezi rinopuwa munhu paanenge asvikirwa nomudzimu.

Fukidzo ijira kana kuti gumbezi rinopuwa munhu paanenge asvikirwa nomudzimu.

Chifukidzo chinhu chaunoshandisa pakuvhara zvimwe zvinhu kuti zvisaonekwe.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fukira

Kufukira goronga kurivhara nokuisa uswa pamusoro paro.

Verenga

Swipe for the next word