KwaunobvaDuramazwiFfukenyika

Duramazwi · zita

fukenyika

mushutu

Zvinoreva

Munhu akashama muviri.

1

Munhu akashama muviri.

Fukenyika munhu anenge asina kana chaakapfeka pamuviri pake.

Fukenyika munhu afamba nyika kana kuti nzvimbo dzakawanda.

2

Fukenyika munhu anenge asina kana chaakapfeka pamuviri pake.

3

Fukenyika munhu afamba nyika kana kuti nzvimbo dzakawanda.

4

Fukenyika munhu anonyengedza zvikuru.

Zvakafanana

mushutu

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word