Duramazwi
Zvinoreva
Kusvodza kuzvara mwana kana mhuru yakafa.
1
Kusvodza kuzvara mwana kana mhuru yakafa.
Kusvodza kuzvara mwana kana mhuru yakafa.
Ichi chirwere chinowanza kubata n'ombe hadzi, zvichionekwa nokusvodza kana kuzvara vana vasina kusimba, vanozofa pashure.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svodzwa
Munhu anonzi isvodzwa anenge akaonjoroka, asina utano kwahwo.
VerengaSwipe for the next word