Duramazwi
svodogora
-bonakoroora-bunya
Duramazwi
Kusvodogora kubvisa chibage pana mai vacho uchiita zvekumonyorora, uye uchisiya dzinde rakamira.

-bona · koroora · -bunya
Duramazwi
01 / 03svodza
Kusvodza kuzvara mwana kana mhuru yakafa.
VerengaSwipe for the next word