Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zinyamhunga.
Kuti fufu kufamba uchizvuva makumbo sezvinoita dhadha.
Zinyamhunga.
Kana mudziyo wakati fufu unenge wakazara chaizvo zvokutorasikira.
Kuti fufu kufamba uchizvuva makumbo sezvinoita dhadha.
Fufu munda kana kuti gura rinenge riri pedyo nomusha.

Dengu rakati fufu nezviyo.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fufudza
Kufembedza hwema kana munhuwi.
VerengaSwipe for the next word