KwaunobvaDuramazwiPparanganda

Duramazwi

paranganda

-parangandika

Zvinoreva

Kana munhu achiparanganda anenge achitaura zvinhu zvinogumbura, uye asingambofungi kuti vaari kutaurira vanozvitora sei.

Kana mudziyo wokuisira zvinhu wakati paranganda unenge wakazara zvakanyanya, zvokuti panenge pasisina kana padiki pokuisa zvimwe.

1

2

Zvakafanana

-parangandika

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

parangu

Kuti parangu kuridza ngoma zvine simba.

Verenga

Swipe for the next word