KwaunobvaDuramazwiPparanu

Duramazwi

paranu

Zvinoreva

Kuti paranu kuparapara pasi sezvinoita mhuka dzava kuda kurwa.

1

Kuti paranu kuparapara pasi sezvinoita mhuka dzava kuda kurwa.

Kuti paranu kuparapara pasi sezvinoita mhuka dzava kuda kurwa.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

paranzura

Kuparanzura kumara kana kuti kukwenga panzvimbo nenzara kana nechimwewo chinhu.

Verenga

Swipe for the next word