KwaunobvaDuramazwiPparapata

Duramazwi

parapata

Zvinoreva

Kupara padza kuchera-chera pasi sezvinoita huku kana ichitsvaga chekudya

[-kwarakwata] 1 Kana munhu achiparapata anenge achitsvaga chimwe chinhu pose pose asi uchichishaya.

Kuti parapata kupepuka kubva muhope kwemunhu avhunduka.

Kukwenya.

1

Kana imbwa ichiparapata inenge ichichera pasi zvine simba.

2

Kuparapadza kuita basa nenzira isiyo uchizobudisa zvinhu zvisingayedzi kutarisa.

3

Kuparapadza kunyora nerunyoro rusinganyatsoverengeka.

4

[-kwarakwata] 1 Kana munhu achiparapata anenge achitsvaga chimwe chinhu pose pose asi uchichishaya.

Kuti parapata kupepuka kubva muhope kwemunhu avhunduka.

Kana imbwa ichiparapata inenge ichichera pasi zvine simba.

5

6

7

Kukwenya.

Kana imbwa ichiparapata inenge ichichera pasi zvine simba.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

parapatika

Kana munhu achiparapatika anenge achitsvaga chinhu pose pose achikurumidza.

Verenga

Swipe for the next word