KwaunobvaDuramazwiKkwara

Duramazwi

kwara

Zvinoreva

Kukwara kuchera pasi nemakumbo kana nemimwe kuita gomba. Pane chimwe chimuti chinomera munzvimbo dzakaoma chinonzi, kana munhu akangokwara pachinenge chiri, anowana mvura.

1

Kukwara kuchera pasi nemakumbo kana nemimwe kuita gomba. Pane chimwe chimuti chinomera munzvimbo dzakaoma chinonzi, kana munhu akangokwara pachinenge chiri, anowana mvura.

Kuti kwara kwara kumhanya kwemhuka ine matsimba akaparadzana, seeshumba kana tsu-ro.

Zvaitaurwa izvi zvaifanirwa kusara pajakwara ipapo kwete kuzoenda kudzimba.

Panhimbe yejakwara munhu wose aiwana nguva yokuita muchohwe, kanawo kutaura kwejee kungaitwa pachisahwira.

2

Kukwara pasi kumhanya chaizvo kunoitwa nemunhu anenge achitiza kana kutandanisa chimwe chinhu.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwara kwara

Kuti kwara kwara kumhanya kwemhuka ine matsimba akaparadzana, seeshumba kana tsu-ro.

Verenga

Swipe for the next word