KwaunobvaDuramazwiKkwapuka

Duramazwi

kwapuka

Zvinoreva

Kusvauka.

1

Kusvauka.

Kuti chenyengu kukwapuka kweganda pachionekwa zviri pasi. Akanzi chenyengu nerukuni akasara ava nezironda.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwapura

Kukwapura kusvuura nemvura kana chekudya chinopisa.

Verenga

Swipe for the next word