Duramazwi
Zvinoreva
Kukwapura kusvuura nemvura kana chekudya chinopisa.
1
Kukwapura kusvuura nemvura kana chekudya chinopisa.
Dokwapura tsvaratsvata idzi tidzibike.
Kukwapura kusvuura nemvura kana chekudya chinopisa.
2
Kukwapura kurova mu-
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwara
Kukwara kuchera pasi nemakumbo kana nemimwe kuita gomba. Pane chimwe chimuti chinomera munzvimbo dzakaoma chinonzi, kana munhu akangokwara pachinenge chiri, anowana mvura.
VerengaSwipe for the next word