KwaunobvaDuramazwiKkwapu

Duramazwi

kwapu

Zvinoreva

Kunzi kwapu kungoerekana munhu warohwa kumeso nembama.

1

Kunzi kwapu kungoerekana munhu warohwa kumeso nembama.

Chipo akazongonzwa chava chiveve chete kumeso, paakanzi kwapu nembama yaasina kana kuzoona kuti yabva nepi.

Kunzi kwapu kungoerekana munhu warohwa kumeso nembama.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word