Duramazwi
dhogodhera
-bodana
Duramazwi
Kudhogodhera kufazha nokubikika kwezvinhu kwenguva yakareba.
Kudhogodhera kufazha nokubikika kwezvinhu kwenguva yakareba.
Musoro namazondo hazvidi kukasikirwa, zvinotoda kudhogodhera kwenguva yakareba.
Kudhogodhera kufazha nokubikika kwezvinhu kwenguva yakareba.
Kana munhu adhogodhera anenge atsva zvakanyanya, kazhinji nomweya unopisa unenge uchibva mupoto kana hari yakagadzwa pamoto.
-bodana
Duramazwi
01 / 03dhogoma
Kudhogoma chokudya kuchibika kusvikira chaibvisa.
VerengaSwipe for the next word