Duramazwi
Zvinoreva
Kufinyinyika kutanga kubuda misodzi kunoita munhu kana achitanga kuchema.
1

Kana mvura iri pamoto yava kufinyinyika inenge yoita karuzha kokutaridza kuti yoda kuvira.
Kuti pwi pwi pwi kuseka zveunzenza zvekungofinyinyika zvisina basa.
2
Kana mvura iri pamoto yava kufinyinyika inenge yoita karuzha kokutaridza kuti yoda kuvira.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fira
Kana uchifira fomu unenge uchirizadzisa nokunyora panzvimbo dziri kudiwa.
VerengaSwipe for the next word