Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu zviri kubikwa zvikanzi zviri kugodhoma, zvinenge zvavira zviri pamoto kwenguva yakareba.
1

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03godi
Kuti godi kumira kana kugara panzvimbo yakakwirira.
VerengaSwipe for the next word