Duramazwi
Zvinoreva
Nzvimbo yakadzika inogadzirwa nemvura.
1
Nzvimbo yakadzika inogadzirwa nemvura.
Nokusatengwa kwerudzi rwezvicherwa zvedu, pamugodhi pachaitwa chigumura.
Upfumi hwenyika yeZimbabwe huri mumigodhi nomukurima.
Chigodhi ihomwe diki kana kuti gaba rinoiswa upfu hwokubikisa sadza.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03godhoma
Kana zvinhu zviri kubikwa zvikanzi zviri kugodhoma, zvinenge zvavira zviri pamoto kwenguva yakareba.
VerengaSwipe for the next word