Duramazwi · zita
Zvinoreva
Godha itambo hobvu inorukwa nemakavi, inoshandiswa kusunga kana kurova mombe.
1

Kana munhukadzi achinzi akarukwa godha, vhudzi rake rinenge rakarukwa mutatu.
Kana munhu akarukwa dhiredhi anenge akaitwa godha nevhudzi rekuwedzerera.
2
Kana munhukadzi achinzi akarukwa godha, vhudzi rake rinenge rakarukwa mutatu.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03godhi
Nzvimbo yakadzika inogadzirwa nemvura.
VerengaSwipe for the next word